Numeri 13:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, ivhu racho rakadini? Rakaorera here kana kuti kwete? Mune miti here kana kuti hamuna? Muedze kwazvo kuti muuye nezvimwe zvezvibereko zvenyika iyo.” (Yakanga iri nguva yokutanga kuibva kwamazambiringa).

Numeri 13

Numeri 13:17-29