Numeri 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tuma vamwe varume kuti vandosora nyika yeKenani, yandiri kupa kuvaIsraeri. Tuma mutungamiri mumwe kubva kurudzi rumwe norumwe rwamadzitateguru avo.”

Numeri 13

Numeri 13:1-4