Numeri 11:34-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Naizvozvo nzvimbo iyo yakatumidzwa kunzi Kibhuroti Hatava, nokuti vakaviga vanhu vakanga vakarira zvimwewo zvokudya.

35. Vanhu vakabva paKibhuroti Hatava vakaenda kuHazeroti vakandogara ikoko.

Numeri 11