Numeri 11:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nyama ichiri pakati pamazino avo uye isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kwakapfuta pamusoro pavanhu, akavarova nehosha yakaipisisa.

Numeri 11

Numeri 11:28-35