Numeri 11:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mhepo yakabuda ichibva kuna Jehovha ikasunda zvihuta zvichibva kugungwa. Yakazvikanda pasi kumativi ose omusasa zvikaita murwi ungada kuita makubhiti maviria kubva pasi, kusvika pangafambwa rwendo rwezuva rimwe chete kumativi ose.

Numeri 11

Numeri 11:24-35