Numeri 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka nzvimbo iyo yakanzi Tabhera, nokuti moto wakabva kuna Jehovha ukapisa pakati pavo.

Numeri 11

Numeri 11:1-11