Numeri 11:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akaburuka ari mugore akataura navo uye akatora mweya wakanga uri pamusoro pake akaisa mweya uyu pamusoro pavakuru makumi manomwe. Mweya wakati wagara pamusoro pavo vakaprofita, asi havana kuzopamhazve.

Numeri 11

Numeri 11:16-33