Numeri 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akapindura Mozisi achiti, “Ko, ruoko rwaJehovha rwakapfupiswa here? Zvino uchaona kuti zvandinoreva zvichaitika here kana kuti kwete.”

Numeri 11

Numeri 11:14-30