Numeri 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapoka omusasa waJudha ndiwo akatanga kuenda, pasi pomureza wavo. Nashoni mwanakomana waAminadhabhi akanga achivatungamirira.

Numeri 10

Numeri 10:7-15