Numeri 1:7-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. kubva kwaJudha, Nashoni mwanakomana waAminadhabhi;

8. kubva kwaIsakari, Netaneri mwanakomana waZuari;

9. kubva kwaZebhuruni, Eriabhu mwanakomana waHeroni;

10. kubva kuvanakomana vaJosefa:kubva kuna Efuremu, Erishama mwanakomana waAmihudhi;kubva kuna Manase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri;

11. kubva kwaBhenjamini, Abhidhani mwanakomana waGidheoni;

12. kubva kwaDhani, Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai;

Numeri 1