Numeri 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaverengwa kubva kurudzi rwaGadhi vaisvika zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu namakumi mashanu.

Numeri 1

Numeri 1:15-30