Numeri 1:14-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. kubva kwaGadhi, Eriasafi mwanakomana waDheueri;

15. kubva kwaNafutari, Ahira mwanakomana waEnani.”

16. Ava ndivo varume vakatsaurwa kubva paungano, ivo vatungamiri vamarudzi amadzibaba avo. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzavaIsraeri.

17. Mozisi naAroni vakatora varume ava vane mazita avakanga vapiwa,

Numeri 1