Nehemia 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makawana mwoyo wake wakatendeka kwamuri, uye makaita sungano naye kuti mupe kuzvizvarwa zvake nyika yavaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerezi, vaJebhusi navaGirigashi. Makachengeta vimbiso yenyu nokuti makarurama.

Nehemia 9

Nehemia 9:1-12