Nehemia 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRevhi vaiti, Jeshua, Bhani, naKadhimieri, naShebhania, naBhuni, naSherebhia naBhani uye Kenani, vakamira pakakwirira vakadana nenzwi guru kuna Jehovha Mwari wavo.

Nehemia 9

Nehemia 9:1-12