Nehemia 9:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makava nomwoyo murefu navo kwamakore mazhinji. Makavayambira noMweya wenyu kubudikidza navaprofita venyu. Kunyange zvakadaro havana kuita hanya, saka makavapa kuvanhu vavakavakidzana navo.

Nehemia 9

Nehemia 9:20-35