Nehemia 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi havana kuteerera uye vakakumukirai; vakafuratira murayiro wenyu. Vakauraya vaprofita venyu, vaivarayira kuti vadzokere kwamuri; vakamhura zvainyadza kwazvo.

Nehemia 9

Nehemia 9:21-28