Nehemia 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vavo vakapinda vakatora nyika. Makakunda vaKenani pamberi pavo, vaigara munyika iyo; mukapa vaKenani kwavari, pamwe chete namadzimambo avo uye navanhu vomunyika, kuti vaite zvavanoda navo.

Nehemia 9

Nehemia 9:17-28