Nehemia 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makatuma zviratidzo nezvishamiso kuna Faro, navabati vake uye navanhu vose venyika yake, nokuti maiziva kuti vaIjipita vaizvikudza sei pamabatiro avakavaita. Makaitira zita renyu mukurumbira uripo nanhasi.

Nehemia 9

Nehemia 9:1-11