Nehemia 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Nehemia mubati, Ezira, muprista nomunyori, navaRevhi vairayira vanhu vakati kwavari vose, “Zuva iri idzvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Musachema kana kuungudza.” Nokuti vanhu vose vainge vachichema pavaiteerera kumashoko omurayiro.

Nehemia 8

Nehemia 8:5-14