Nehemia 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ezira akazarura bhuku. Vanhu vose vaigona kumuona nokuti akanga akamira pakakwirira; uye paakarizarura, vanhu vose vakasimuka.

Nehemia 8

Nehemia 8:1-8