Nehemia 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akauverenga nenzwi guru kubva mangwanani kusvikira masikati, akatarisa chivara chaiva pamberi peSuo reMvura, pamberi pavarume navakadzi navose vaigona kunzwisisa. Uye vanhu vose vakateerera zvikuru kuBhuku roMurayiro.

Nehemia 8

Nehemia 8:1-13