Nehemia 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakawana zvakanga zvakanyorwa muMurayiro, zvakanga zvarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, zvokuti vaIsraeri vaizogara mumatumba panguva dzomutambo womwedzi wechinomwe.

Nehemia 8

Nehemia 8:6-15