Nehemia 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu vose vakabva vaenda kundodya nokunwa, nokutumira migove yezvokudya vachipembera nomufaro mukuru, nokuti vakanga vanzwisisa zvino mashoko avakanga vaudzwa.

Nehemia 8

Nehemia 8:6-16