Nehemia 7:63 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vaibva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhoa, Hakozi naBharizirai (murume akanga awana mwanasikana waBharizirai muGireadhi uye aidaidzwa nezita iroro).

Nehemia 7

Nehemia 7:61-64