Nehemia 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vanhu vedunhu vakabudiswa pautapwa vakatapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi (vakadzokera kuJerusarema nokuJudha, mumwe nomumwe kuguta rake,

Nehemia 7

Nehemia 7:1-12