Nehemia 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatumira mhinduro kwaari ndikati, “Hapana chinhu chakaita sechauri kutaura chiri kuitika; ndiwe uri kungozvifunga mumusoro mako.”

Nehemia 6

Nehemia 6:1-9