Nehemia 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyezve, mumazuva iwayo vakuru veJudha vaitumira matsamba akawanda kuna Tobhia, uye mhinduro dzaibva kuna Tobhia dzairamba dzichiuya kwavari.

Nehemia 6

Nehemia 6:9-18