Nehemia 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ini ndakati kwaari, “Murume akaita seni angatiza here? Uye munhu akaita seni angatizira mutemberi kuti aponese upenyu hwake here? Handidi kuenda ini!”

Nehemia 6

Nehemia 6:1-19