Nehemia 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ndikati, “Napataigona napo takadzikinura hama dzedu dzechiJudha avo vakanga vatengeswa kuvahedheni. Zvino imi mava kutengesa hama dzenyu, kuti dzigotengeswazve kwatiri here?” Vakanyarara nokuti vakashayiwa chokutaura.

Nehemia 5

Nehemia 5:2-17