Nehemia 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana navanasikana vedu tiri vazhinji; kuti tidye uye kuti tigorarama, tinofanira kuwana zviyo.”

Nehemia 5

Nehemia 5:1-10