Nehemia 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panzvimbo yaizvozvo, ndakazvipira kuita basa iri rorusvingo. Varanda vangu vose vakanga vakaungana pabasa ipapo; hatina kutombotora minda ipi zvayo.

Nehemia 5

Nehemia 5:9-18