Nehemia 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakati, “Tichavadzorera. Uye hatichazorevi chimwe chinhuzve kubva kwavari. Tichaita sezvamareva.” Ipapo ndakadana vaprista ndikaita kuti vakuru navabati vaite mhiko kuti vagoita sezvavakanga vavimbisa.

Nehemia 5

Nehemia 5:11-16