Nehemia 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Sanibharati, Tobhia, navaArabhia, navaAmoni navarume veAshidhodhi, vakati vanzwa kuti masvingo eJerusarema ari kugadzirwa, uye kuti makazaruka maivharwa, vakatsamwa kwazvo.

Nehemia 4

Nehemia 4:1-11