Nehemia 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ini nehama dzangu kana vanhu vangu kana varindi vaiva neni hatina kubvisa nguo dzedu; mumwe nomumwe aiva nomunondo wake, kunyange paaienda kundonwa mvura.

Nehemia 4

Nehemia 4:15-23