Nehemia 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka takafambira mberi nebasa, hafu yavarume yakabata mapfumo, kubva mambakwedza kusvikira nyeredzi dzichibuda.

Nehemia 4

Nehemia 4:15-23