Nehemia 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye muvaki mumwe nomumwe akanga akapfeka munondo wake parutivi, uku achishanda. Asi munhu airidza hwamanda aiva neni.

Nehemia 4

Nehemia 4:12-23