Nehemia 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, vanhu vokwaJudha vakati, “Simba ravabati riri kupera, uye pachine mangwandangwanda akawanda zvokuti hatingakwanisi kuvakazve rusvingo.”

Nehemia 4

Nehemia 4:1-17