Nehemia 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uzieri mwanakomana waHaraya, mumwe wavapfuri vegoridhe, akagadzira chikamu chaitevera; uye Hanania, mumwe wavavhenganisi vezvinonhuwira, akagadzira chikamu chaitevera ichocho. Vakavandudza Jerusarema kudzimarara vasvika parusvingo rwakapamhamha.

Nehemia 3

Nehemia 3:7-14