Nehemia 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Suo raJeshana rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea naMeshurami mwanakomana waBhesodheya. Vakaisa matanda aro okuchinjika ndokuisa makonhi namabhaudhi namazariro panzvimbo yawo.

Nehemia 3

Nehemia 3:4-15