Nehemia 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Meromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi akagadzira chikamu chaitevera. Aimutevera pakugadzira aiva Meshurami mwanakomana waBherekia, mwanakomana waMeshebhezeri, uye aitevera mushure make ari Zadhoki mwanakomana waBhaana, akagadzirawo.

Nehemia 3

Nehemia 3:1-14