Nehemia 3:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aivatevera, aiva Zadhoki mwanakomana waImeri akagadzira pakatarisana neimba yake. Aimutevera ndiShemaya mwanakomana waShekania, murindi wokuSuo rokuMabvazuva, ane zvaakagadzira.

Nehemia 3

Nehemia 3:25-32