Nehemia 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Suo roMupata rakagadzirwa naHanuni navagari veZanoa. Vakarivaka patsva ndokuisa makonhi aro namabhaudi nemazariro esimbi panzvimbo yawo. Vakagadzirawo makubhiti chiuru chimwea orusvingo kudzamara vasvika paSuo raMarara.

Nehemia 3

Nehemia 3:9-17