Nehemia 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakabatana navo Jedhaya mwanakomana waHarumafi akagadzira chikamu chakatarisana neimba yake, uye Hatushi mwanakomana waHashabheneya akagadzira chikamu chaitevera.

Nehemia 3

Nehemia 3:2-20