Nehemia 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi ndakati kuna mambo, “Mambo ngaararame nokusingaperi! Ko, chiso changu chingatadza kupunyaira seiko kana guta rakavigwa madzibaba angu rava dongo uye masuo aro aparadzwa nomoto?”

Nehemia 2

Nehemia 2:1-9