Nehemia 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakavaudza pamusoro poruoko rwenyasha rwaMwari wangu rwaiva pamusoro pangu uye zvakanga zvataurwa namambo kwandiri. Ivo vakati, “Ngatitangei kuvaka.” Saka vakatanga basa rakanaka iri.

Nehemia 2

Nehemia 2:17-20