Nehemia 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vabati havana kuziva kwandakanga ndaenda kana zvandakanga ndichiita, nokuti ndakanga ndisati ndambotaura chinhu kuvaJudha kana kuvaprista kana vakuru kana vabati, kana vamwevo zvavo vaizoita basa.

Nehemia 2

Nehemia 2:13-19