Nehemia 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakamuka usiku navarume vashoma shoma. Ndakanga ndisina kumboudza munhu zvakanga zvaiswa mumwoyo mangu naMwari wangu kuti ndiite muJerusarema. Pakanga pasina chimwe chipfuwo kunze kwechandakanga ndakatasva.

Nehemia 2

Nehemia 2:10-19