Nehemia 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwedzi waNisani mugore ramakumi maviri raMambo Atazekisesi, panguva yaakavigirwa waini, ndakatora waini ndikapa kuna mambo. Handina kumbenge ndambosuruvara zvakadai pamberi pake.

Nehemia 2

Nehemia 2:1-3