Nehemia 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pazvaiitika zvose izvi, ndakanga ndisiri muJerusarema, nokuti mugore ramakumi matatu namaviri raAtazekisesi mambo weBhabhironi ndakanga ndadzokera kuna mambo. Mumashure menguva yakati ndakakumbira mvumo

Nehemia 13

Nehemia 13:2-10