Nehemia 13:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakavatsiura ndikavatuka. Ndakarova vamwe varume uye ndikadzura bvudzi ravo. Ndakaita kuti vapike nezita raMwari uye ndikati kwavari, “Hamufaniri kupa vanasikana venyu kuti vawanikwe navanakomana vavo, kana kuzvitorera imi.

Nehemia 13

Nehemia 13:19-28